Habhakuki 1:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Haiwa Jehovha, hamusi wekare kare here?+ Haiwa Mwari wangu, Mutsvene wangu, hamufi.+ Haiwa Jehovha, makaruitira kuti rutonge; haiwa imi Dombo,+ makarusimbisa kuti rutsiure.+
12 Haiwa Jehovha, hamusi wekare kare here?+ Haiwa Mwari wangu, Mutsvene wangu, hamufi.+ Haiwa Jehovha, makaruitira kuti rutonge; haiwa imi Dombo,+ makarusimbisa kuti rutsiure.+