Johani 4:23 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 23 Kunyange zvakadaro, awa iri kuuya, nazvino yatovapo, vanamati vechokwadi pavachanamata Baba nomudzimu+ nechokwadi,+ nokuti, chokwadi, Baba vari kutsvaka vanhu vakadaro kuti vavanamate.+
23 Kunyange zvakadaro, awa iri kuuya, nazvino yatovapo, vanamati vechokwadi pavachanamata Baba nomudzimu+ nechokwadi,+ nokuti, chokwadi, Baba vari kutsvaka vanhu vakadaro kuti vavanamate.+