Zvakazarurwa 2:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 “‘Naizvozvo yeuka kuti wakawa pachii, upfidze+ uite mabasa ekare. Kana ukarega, ndiri kuuya kwauri,+ uye ndichabvisa chigadziko chako cherambi+ panzvimbo yacho, kunze kwokuti ukapfidza. Zvakazarurwa 3:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Naizvozvo, ramba uchifunga nezvokugamuchira+ kwawakaita nokunzwa kwawakaita, uye ramba uchizvichengeta,+ upfidze.+ Chokwadi kunze kwokuti ukamuka,+ ndichauya sembavha,+ uye hauzombozivi kuti ndichauya kwauri paawa ipi.+
5 “‘Naizvozvo yeuka kuti wakawa pachii, upfidze+ uite mabasa ekare. Kana ukarega, ndiri kuuya kwauri,+ uye ndichabvisa chigadziko chako cherambi+ panzvimbo yacho, kunze kwokuti ukapfidza.
3 Naizvozvo, ramba uchifunga nezvokugamuchira+ kwawakaita nokunzwa kwawakaita, uye ramba uchizvichengeta,+ upfidze.+ Chokwadi kunze kwokuti ukamuka,+ ndichauya sembavha,+ uye hauzombozivi kuti ndichauya kwauri paawa ipi.+