Isaya 48:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 “Nditeerere, haiwa iwe Jakobho, newe Israeri wandakashevedza. Ini ndini iye mumwe chete.+ Ndini wokutanga.+ Uyewo, ndini wokupedzisira.+ Zvakazarurwa 21:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Uye akati kwandiri: “Zvaitika! Ndini Arufa naOmega, mavambo nomugumo.+ Munhu wose anonzwa nyota ndichamupa mvura inobva muchitubu chemvura youpenyu asingatengi.+ Zvakazarurwa 22:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Ndini Arufa naOmega,+ wokutanga nowokupedzisira,+ mavambo nomugumo.
12 “Nditeerere, haiwa iwe Jakobho, newe Israeri wandakashevedza. Ini ndini iye mumwe chete.+ Ndini wokutanga.+ Uyewo, ndini wokupedzisira.+
6 Uye akati kwandiri: “Zvaitika! Ndini Arufa naOmega, mavambo nomugumo.+ Munhu wose anonzwa nyota ndichamupa mvura inobva muchitubu chemvura youpenyu asingatengi.+