Mako 4:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Iye akati kwavari: “Imi makapiwa chakavanzika chitsvene+ choumambo hwaMwari, asi kune vaya vari kunze zvinhu zvose zvinoitika nemifananidzo,+
11 Iye akati kwavari: “Imi makapiwa chakavanzika chitsvene+ choumambo hwaMwari, asi kune vaya vari kunze zvinhu zvose zvinoitika nemifananidzo,+