Zvakazarurwa 15:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Ndakaona chaiita sokuti igungwa+ rakaita segirazi rakavhenganiswa nomoto, uye vaya vanokunda+ chikara nomufananidzo+ wacho nenhamba+ yezita racho vakamira pedyo negungwa rakaita segirazi,+ vaine udimbwa+ hwaMwari.
2 Ndakaona chaiita sokuti igungwa+ rakaita segirazi rakavhenganiswa nomoto, uye vaya vanokunda+ chikara nomufananidzo+ wacho nenhamba+ yezita racho vakamira pedyo negungwa rakaita segirazi,+ vaine udimbwa+ hwaMwari.