Revhitiko 26:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 “‘Asi kana mukaramba muchifamba muchipikisana neni, musingadi kunditeerera, ndichabva ndakuwedzerai mamwe matambudziko kanomwe maererano nezvivi zvenyu.+ Zvakazarurwa 15:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Zvino ndakaona chimwe chiratidzo+ kudenga, chikuru uye chinoshamisa, ngirozi nomwe+ dziine matambudziko manomwe.+ Aya ndiwo okupedzisira, nokuti kutsamwa+ kwaMwari kunopedzwa nawo.+
21 “‘Asi kana mukaramba muchifamba muchipikisana neni, musingadi kunditeerera, ndichabva ndakuwedzerai mamwe matambudziko kanomwe maererano nezvivi zvenyu.+
15 Zvino ndakaona chimwe chiratidzo+ kudenga, chikuru uye chinoshamisa, ngirozi nomwe+ dziine matambudziko manomwe.+ Aya ndiwo okupedzisira, nokuti kutsamwa+ kwaMwari kunopedzwa nawo.+