2 Timoti 2:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 kana tikaramba tichitsungirira, tichatongawo pamwe chete semadzimambo;+ kana tikaramba,+ iye achatirambawo; Zvakazarurwa 1:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 uye akaita kuti tive umambo,+ vapristi+ kuna Mwari wake uye Baba vake—chokwadi, kukudzwa nesimba ngazvive kwaari nokusingaperi.+ Ameni.
12 kana tikaramba tichitsungirira, tichatongawo pamwe chete semadzimambo;+ kana tikaramba,+ iye achatirambawo;
6 uye akaita kuti tive umambo,+ vapristi+ kuna Mwari wake uye Baba vake—chokwadi, kukudzwa nesimba ngazvive kwaari nokusingaperi.+ Ameni.