RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Genesisi 7:1
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 7 Pashure paizvozvo Jehovha akati kuna Noa: “Pinda muareka, iwe nemhuri yako yese, nekuti ndiwe wandaona kuti wakarurama pakati pechizvarwa ichi.+

  • Ezekieri 14:14
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 14 “‘Kunyange dai varume vatatu ava, Noa,+ Dhanieri,+ naJobho+ vaiva mairi, vaizongozviponesa ivo chete nekuda kwekururama kwavo,’+ ndizvo zvinotaurwa naChangamire Ishe Jehovha.”

  • VaHebheru 11:7
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 7 Nekutenda, Noa+ paakayambirwa naMwari nezvezvinhu zvakanga zvisati zvaonekwa,+ akaratidza kutya Mwari, akavaka areka+ kuti aponese imba yake; uye nekutenda uku akapa nyika mhosva,+ akava mugari wenhaka yekururama kunobva pakutenda.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe