Genesisi 46:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 Ini pachangu ndini ndichaenda newe kuIjipiti uye ndini ndichakudzosa kubva ikoko,+ uye Josefa achabata maziso ako.”*+ Genesisi 50:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Vanakomana vake vakamutakura vakapinda naye munyika yeKenani, vakamuviga mubako remunda weMakapera, munda wakatarisana neMamre wakanga watengwa naAbrahamu kuna Efroni muHiti kuti ive nzvimbo yake yemakuva.+ Mabasa 7:15, 16 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 15 Saka Jakobho akadzika kuIjipiti,+ akazofira ikoko,+ uye madzitateguru edu akafirawo ikoko.+ 16 Vakaendwa navo kuShekemu, vakanovigwa muguva rakanga rakatengwa naAbrahamu nemari yesirivha kuvanakomana vaHamori kuShekemu.+
4 Ini pachangu ndini ndichaenda newe kuIjipiti uye ndini ndichakudzosa kubva ikoko,+ uye Josefa achabata maziso ako.”*+
13 Vanakomana vake vakamutakura vakapinda naye munyika yeKenani, vakamuviga mubako remunda weMakapera, munda wakatarisana neMamre wakanga watengwa naAbrahamu kuna Efroni muHiti kuti ive nzvimbo yake yemakuva.+
15 Saka Jakobho akadzika kuIjipiti,+ akazofira ikoko,+ uye madzitateguru edu akafirawo ikoko.+ 16 Vakaendwa navo kuShekemu, vakanovigwa muguva rakanga rakatengwa naAbrahamu nemari yesirivha kuvanakomana vaHamori kuShekemu.+