RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Genesisi 29:35
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 35 Akavazve nepamwe pamuviri akabereka mwanakomana, akabva ati: “Iye zvino ndicharumbidza Jehovha.” Saka akamutumidza kuti Judha.*+ Pashure paizvozvo akaguma kubereka.

  • Dheuteronomi 33:7
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 7 Uye akakomborera Judha nemashoko aya:+

      “Haiwa Jehovha, inzwai inzwi raJudha,+

      Uye mudzosei kuvanhu vake.

      Maoko ake akarwira zvinhu zvake,

      Uye mubatsirei kurwisa mhandu dzake.”+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe