Genesisi 35:23 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 23 Vanakomana vaakabereka naReya vaiva Rubheni dangwe rake,+ kwouya Simiyoni, Revhi, Judha, Isakari, naZebhuroni. Genesisi 37:26 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 26 Judha akati kuvana vababa vake: “Tinowaneiko kana tikauraya munin’ina wedu, tofukidza ropa rake?+ Genesisi 44:18 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 18 Judha akaswedera pedyo naye akati: “Ndinokutetererai tenzi wangu, ndapota zvangu regai muranda wenyu ataure shoko tenzi wangu akateerera, uye musatsamwira muranda wenyu, nekuti imi makaita saFarao.+ Genesisi 49:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 “Kana uri iwe Judha,+ vana vababa vako vachakurumbidza.+ Ruoko rwako ruchava pamitsipa yevavengi vako.+ Vanakomana vababa vako vachakukotamira.+ 1 Makoronike 2:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Vanakomana vaJudha vaiva Ere, Onani, naShera. Vatatu ava akavaberekerwa nemukadzi wechiKenani+ uyo aiva mwanasikana waShua. Asi Ere, dangwe raJudha, akanga akaipa pamberi paJehovha, saka akamuuraya. Zvakazarurwa 5:5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 Asi mumwe wevakuru vacho akati kwandiri: “Rega kuchema. Inzwa! Shumba yedzinza raJudha,+ mudzi+ waDhavhidhi,+ yakakunda,+ saka yakakodzera kuvhura gwaro racho nekubvisa zvisimbiso zvaro zvinomwe.”
23 Vanakomana vaakabereka naReya vaiva Rubheni dangwe rake,+ kwouya Simiyoni, Revhi, Judha, Isakari, naZebhuroni.
18 Judha akaswedera pedyo naye akati: “Ndinokutetererai tenzi wangu, ndapota zvangu regai muranda wenyu ataure shoko tenzi wangu akateerera, uye musatsamwira muranda wenyu, nekuti imi makaita saFarao.+
8 “Kana uri iwe Judha,+ vana vababa vako vachakurumbidza.+ Ruoko rwako ruchava pamitsipa yevavengi vako.+ Vanakomana vababa vako vachakukotamira.+
3 Vanakomana vaJudha vaiva Ere, Onani, naShera. Vatatu ava akavaberekerwa nemukadzi wechiKenani+ uyo aiva mwanasikana waShua. Asi Ere, dangwe raJudha, akanga akaipa pamberi paJehovha, saka akamuuraya.
5 Asi mumwe wevakuru vacho akati kwandiri: “Rega kuchema. Inzwa! Shumba yedzinza raJudha,+ mudzi+ waDhavhidhi,+ yakakunda,+ saka yakakodzera kuvhura gwaro racho nekubvisa zvisimbiso zvaro zvinomwe.”