RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Numeri 24:17
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 17 Ndichamuona, asi kwete iye zvino;

      Ndichamuona, asi pava paya.

      Nyeredzi+ ichabuda kuna Jakobho,

      Uye tsvimbo+ yeumambo ichabva kuna Israeri.+

      Uye achapwanya huma dzevaMoabhi+

      Nemadehenya evanakomana vese vemheremhere.

  • 2 Samueri 2:4
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 4 Varume veJudha vakabva vaenda vakazodza Dhavhidhi ikoko kuti ave mambo weimba yaJudha.+

      Vakaudza Dhavhidhi kuti: “Varume vekuJabheshi-giriyedhi ndivo vakaviga Sauro.”

  • 2 Samueri 7:16, 17
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 16 Imba yako neumambo hwako zvicharamba zviripo nekusingaperi; chigaro chako cheumambo chicharamba chakasimba nekusingaperi.”’”+

      17 Natani akaudza Dhavhidhi mashoko aya ese nezvinhu zvese izvi zvaakaratidzwa.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe