Ruka 17:27 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 27 vaidya, vainwa, varume vachiroora, vakadzi vachiroorwa, kusvikira pazuva rakapinda Noa muareka,+ uye Mafashamo akauya, akavaparadza vese.+ VaHebheru 11:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Nekutenda, Noa+ paakayambirwa naMwari nezvezvinhu zvakanga zvisati zvaonekwa,+ akaratidza kutya Mwari, akavaka areka+ kuti aponese imba yake; uye nekutenda uku akapa nyika mhosva,+ akava mugari wenhaka yekururama kunobva pakutenda.
27 vaidya, vainwa, varume vachiroora, vakadzi vachiroorwa, kusvikira pazuva rakapinda Noa muareka,+ uye Mafashamo akauya, akavaparadza vese.+
7 Nekutenda, Noa+ paakayambirwa naMwari nezvezvinhu zvakanga zvisati zvaonekwa,+ akaratidza kutya Mwari, akavaka areka+ kuti aponese imba yake; uye nekutenda uku akapa nyika mhosva,+ akava mugari wenhaka yekururama kunobva pakutenda.