-
Genesisi 6:7Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
7 Saka Jehovha akati: “Ndichabvisa panyika vanhu vandakasika, vanhu pamwe chete nezvipfuwo, mhuka dzinokambaira, uye zvisikwa zvekudenga zvinobhururuka, nekuti ndinodemba kuti ndakazvisika.”
-