Genesisi 6:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Nokudaro Jehovha akati: “Ndichaparadza panyika vanhu vandakasika,+ kubvira kumunhu kusvikira kuchipfuwo, kusvikira kuchinokambaira uye kusvikira kuchisikwa chinobhururuka chokumatenga,+ nokuti ndinozvidemba kuti ndakazviita.”+ Genesisi Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 6:7 Nharireyomurindi,4/15/1998, p. 7
7 Nokudaro Jehovha akati: “Ndichaparadza panyika vanhu vandakasika,+ kubvira kumunhu kusvikira kuchipfuwo, kusvikira kuchinokambaira uye kusvikira kuchisikwa chinobhururuka chokumatenga,+ nokuti ndinozvidemba kuti ndakazviita.”+