Genesisi 3:17 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 Kuna Adhamu* akati: “Sezvo wateerera inzwi remudzimai wako, ukadya muchero wemuti wandakakurayira+ ndichiti, ‘Usaudya,’ ivhu ratukwa nemhosva yako.+ Uchadya zvibereko zvaro uchirwadziwa mazuva ese eupenyu hwako.+ Genesisi 5:29 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 29 Akamutumidza kuti Noa,*+ achiti: “Uyu achatizorodza* pabasa redu nepakushanda zvakaoma kwatiri kuita nemaoko edu nemhaka yekuti ivhu rakatukwa+ naJehovha.”
17 Kuna Adhamu* akati: “Sezvo wateerera inzwi remudzimai wako, ukadya muchero wemuti wandakakurayira+ ndichiti, ‘Usaudya,’ ivhu ratukwa nemhosva yako.+ Uchadya zvibereko zvaro uchirwadziwa mazuva ese eupenyu hwako.+
29 Akamutumidza kuti Noa,*+ achiti: “Uyu achatizorodza* pabasa redu nepakushanda zvakaoma kwatiri kuita nemaoko edu nemhaka yekuti ivhu rakatukwa+ naJehovha.”