Genesisi 3:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Kuna Adhamu akati: “Nokuti wateerera inzwi romudzimai wako, ukadya muti wandakakurayira nezvawo+ ndichiti, ‘Usaudya,’ nyika yatukwa nemhosva yako.+ Uchadya zvibereko zvayo uchirwadziwa mazuva ose oupenyu hwako.+ Genesisi Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 3:17 Nharireyomurindi,1/1/2004, p. 2911/1/1996, p. 88/1/1989, pp. 24-26
17 Kuna Adhamu akati: “Nokuti wateerera inzwi romudzimai wako, ukadya muti wandakakurayira nezvawo+ ndichiti, ‘Usaudya,’ nyika yatukwa nemhosva yako.+ Uchadya zvibereko zvayo uchirwadziwa mazuva ose oupenyu hwako.+