Ezra 4:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 (Yaibva kuna Rehumu jinda guru rehurumende naShimshai munyori, nevamwe vavo vese, vatongi nemagavhuna madiki, vanyori, vanhu vekuEreki,+ vaBhabhironi, vagari vemuSusa,+ kureva vaEramu,+ Mabasa 2:8, 9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 Saka zviri kufamba sei kuti mumwe nemumwe wedu ari kunzwa mutauro wekwaanobva?* 9 VaPatiya, vaMedhiya,+ nevaEramu,+ vagari vekuMesopotamiya, Judhiya neKapadhokiya, Pontasi nenharaunda yeEzhiya,+
9 (Yaibva kuna Rehumu jinda guru rehurumende naShimshai munyori, nevamwe vavo vese, vatongi nemagavhuna madiki, vanyori, vanhu vekuEreki,+ vaBhabhironi, vagari vemuSusa,+ kureva vaEramu,+
8 Saka zviri kufamba sei kuti mumwe nemumwe wedu ari kunzwa mutauro wekwaanobva?* 9 VaPatiya, vaMedhiya,+ nevaEramu,+ vagari vekuMesopotamiya, Judhiya neKapadhokiya, Pontasi nenharaunda yeEzhiya,+