Genesisi 15:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Akabva atizve: “Ndini Jehovha, akakubudisa muUri yevaKadheya kuti ndikupe nyika iyi kuti ive yako.”+ Nehemiya 9:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Ndimi Jehovha Mwari wechokwadi, makasarudza Abramu,+ mukamubudisa muUri+ yevaKadheya, mukamupa zita rekuti Abrahamu.+
7 Akabva atizve: “Ndini Jehovha, akakubudisa muUri yevaKadheya kuti ndikupe nyika iyi kuti ive yako.”+
7 Ndimi Jehovha Mwari wechokwadi, makasarudza Abramu,+ mukamubudisa muUri+ yevaKadheya, mukamupa zita rekuti Abrahamu.+