-
Genesisi 20:12, 13Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
12 Asi pasinei naizvozvo, iye ihanzvadzi yangu zvechokwadi, mwanasikana wababa vangu, asi vanaamai vedu vakasiyana, uye akazova mudzimai wangu.+ 13 Saka Mwari paakaita kuti ndifambe nenyika ndichibva muimba yababa vangu,+ ndakaudza mudzimai wangu kuti: ‘Aya ndiwo maratidziro auchaita kuti unonyatsondida:* Kwese kwatichaenda, iti nezvangu, “Ihanzvadzi yangu.”’”+
-