RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Genesisi 12
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raGenesisi

      • Abramu anobva muHarani achienda kuKenani (1-9)

        • Vimbiso yaMwari kuna Abramu (7)

      • Abramu naSarai muIjipiti (10-20)

Genesisi 12:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jos 24:3; Mab 7:3, 4

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    10/15/2014, p. 9

    11/1/2001, p. 31

    8/15/2001, pp. 15-16

    7/1/1989, p. 19

Genesisi 12:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 13:14, 16; 15:1, 5; 17:5; 22:17, 18; Dhe 26:5

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yeveruzhinji),

    nha. 3 2017, p. 14

    Nharireyomurindi,

    10/15/2014, p. 9

    3/15/2013, pp. 20-21

    8/15/2001, pp. 15-16

    2/1/1998, pp. 8-9

    7/1/1989, p. 19

    Tevedzera, p. 30

    Mukai!,

    7/2012, pp. 23-24

Genesisi 12:3

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “dzichazviwanira chikomborero.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 27:29, 30
  • +Mab 3:25; VaG 3:8

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yeveruzhinji),

    nha. 3 2020 p. 8

    Nharireyomurindi,

    10/15/2014, p. 9

    3/15/2013, pp. 20-21

    2/1/1998, pp. 8-9

    7/1/1989, pp. 3, 19

    Tevedzera, p. 30

    “Rugwaro Rwose,” p. 18

    Kupukunyuka, p. 61

Genesisi 12:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaH 11:8

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    8/15/2001, p. 17

Genesisi 12:5

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “pamwe nemweya yavakanga vawana muHarani.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 11:29
  • +Ge 11:31
  • +Ge 13:5, 6
  • +Ge 26:3

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yeveruzhinji),

    nha. 3 2017, p. 14

    Tevedzera, p. 30

    Nharireyomurindi,

    8/15/2001, p. 17

Genesisi 12:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mab 7:15, 16
  • +Ge 35:4; Dhe 11:29, 30

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    8/15/2001, p. 18

    7/1/1989, pp. 19-20

Genesisi 12:7

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “mbeu.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 3:15; 21:12; 28:13, 14; VaR 9:7; VaG 3:16
  • +Ge 13:14, 15; 15:1, 7; 17:1, 8; Dhe 34:4

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yeveruzhinji),

    nha. 3 2017, p. 14

    Nharireyomurindi,

    8/15/2001, pp. 18-19

    2/1/1998, pp. 8-9

    7/1/1989, p. 20

Genesisi 12:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 28:16-19; 31:13
  • +Ge 13:1, 3; Jos 7:2
  • +Ge 8:20; 35:2, 3
  • +Ge 26:25

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    8/15/2001, p. 19

    7/1/1989, p. 20

Genesisi 12:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 20:1; 24:62

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    8/15/2001, p. 19

Genesisi 12:10

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “anogara ikoko ari mutorwa.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 105:13
  • +Ge 26:1, 2

Genesisi 12:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 26:7

Genesisi 12:12

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yeveruzhinji),

    nha. 3 2017, pp. 14-15

    Nharireyomurindi,

    8/15/2001, p. 20

    2/1/1992, p. 31

Genesisi 12:13

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “mweya wangu urambe uri mupenyu.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 20:11, 12

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    12/2017, p. 13

    Nharireyomurindi (Yeveruzhinji),

    nha. 3 2017, pp. 14-15

    Nharireyomurindi,

    8/15/2001, pp. 20-21

    7/1/1989, p. 20

Genesisi 12:15

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yeveruzhinji),

    nha. 3 2017, p. 15

    Nharireyomurindi,

    5/15/2015, p. 12

Genesisi 12:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 20:14; 24:34, 35

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yeveruzhinji),

    nha. 3 2017, p. 15

    Nharireyomurindi,

    6/15/2011, pp. 16-17

    8/15/2001, p. 21

Genesisi 12:17

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “nematambudziko akaipisisa.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 11:29; 17:15; 23:2, 19

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    8/15/2001, p. 21

Genesisi 12:18

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    8/15/2001, p. 21

Genesisi 12:19

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 20:11, 12

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    2/1/1992, p. 31

Genesisi 12:20

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 105:14

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Gen. 12:1Jos 24:3; Mab 7:3, 4
Gen. 12:2Ge 13:14, 16; 15:1, 5; 17:5; 22:17, 18; Dhe 26:5
Gen. 12:3Ge 27:29, 30
Gen. 12:3Mab 3:25; VaG 3:8
Gen. 12:4VaH 11:8
Gen. 12:5Ge 11:29
Gen. 12:5Ge 11:31
Gen. 12:5Ge 13:5, 6
Gen. 12:5Ge 26:3
Gen. 12:6Mab 7:15, 16
Gen. 12:6Ge 35:4; Dhe 11:29, 30
Gen. 12:7Ge 3:15; 21:12; 28:13, 14; VaR 9:7; VaG 3:16
Gen. 12:7Ge 13:14, 15; 15:1, 7; 17:1, 8; Dhe 34:4
Gen. 12:8Ge 28:16-19; 31:13
Gen. 12:8Ge 13:1, 3; Jos 7:2
Gen. 12:8Ge 8:20; 35:2, 3
Gen. 12:8Ge 26:25
Gen. 12:9Ge 20:1; 24:62
Gen. 12:10Pis 105:13
Gen. 12:10Ge 26:1, 2
Gen. 12:11Ge 26:7
Gen. 12:13Ge 20:11, 12
Gen. 12:16Ge 20:14; 24:34, 35
Gen. 12:17Ge 11:29; 17:15; 23:2, 19
Gen. 12:19Ge 20:11, 12
Gen. 12:20Pis 105:14
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Genesisi 12:1-20

Genesisi

12 Jehovha akati kuna Abramu: “Buda munyika yako usiye hama dzako nemba yababa vako, uende kunyika yandichakuratidza.+ 2 Ndichaita kuti uve rudzi rukuru, uye ndichakukomborera, ndoita kuti zita rako rive guru, uye uchava chikomborero.+ 3 Ndichakomborera vaya vanokukomborera, uye ndichatuka uya anokutuka,+ uye mhuri dzese dzepanyika dzichakomborerwa* nekwauri.”+

4 Saka Abramu akaenda sezvaakanga audzwa naJehovha, uye Roti akaenda naye. Abramu akanga ava nemakore 75 paakabva muHarani.+ 5 Abramu akatora Sarai+ mudzimai wake naRoti mwana wemukoma wake+ nezvinhu zvese zvavakanga vava nazvo pamwe nevanhu vavakanga vawana+ muHarani,* vakapinda munzira vakananga kunyika yeKenani.+ Pavakasvika kunyika yeKenani, 6 Abramu akafamba nemunyika yacho kusvikira asvika kunzvimbo inonzi Shekemu,+ pedyo nemiti mikuru yeMore.+ Panguva iyoyo vaKenani vaigara munyika yacho. 7 Jehovha akabva azviratidza kuna Abramu akati: “Ndichapa mwana*+ wako nyika iyi.”+ Saka akavakira Jehovha atari ipapo, uyo akanga azviratidza kwaari. 8 Akazobva ipapo akaenda kumakomo ari kumabvazuva kweBheteri,+ akadzika tende rake, Bheteri iri kumavirira uye Ai+ iri kumabvazuva. Akavakira Jehovha atari+ ipapo, akatanga kudana zita raJehovha.+ 9 Abramu akazoputsa musasa, akabva aramba achingotamisa-tamisa musasa akananga kuNegebhu.+

10 Munyika yacho makazova nenzara, Abramu akabva ananga kuIjipiti kuti anogara ikoko kwekanguva,*+ nekuti nzara yakanga yakanyanya munyika yacho.+ 11 Paakanga ava kupinda muIjipiti, akati kuna Sarai mudzimai wake: “Teerera unzwe! Ndinoziva kuti uri mukadzi ane runako.+ 12 Saka vaIjipiti pavachakuona, havamboregi kuti, ‘Uyu ndiye mudzimai wake.’ Vachabva vandiuraya, vosiya iwe uri mupenyu. 13 Ndinokumbirawo kuti utaure kuti uri hanzvadzi yangu, kuti ndiitirwe zvakanaka, uye kuti ndirege kuurayiwa.”*+

14 Abramu achingopinda muIjipiti, vaIjipiti vakabva vaona kuti mukadzi wacho akanga akanaka chaizvo. 15 Machinda aFarao akamuonawo, akatanga kumurumbidza kuna Farao, zvekuti mukadzi wacho akaendeswa kumba kwaFarao. 16 Sezvo Farao akanga atorwa mwoyo naSarai, akabata Abramu zvakanaka, akamupa makwai, mombe, madhongi, vashandirume, vashandikadzi, nengamera.+ 17 Jehovha akabva arova Farao neimba yake nezvirwere zvakaipisisa* nemhaka yaSarai, mudzimai waAbramu.+ 18 Saka Farao akashevedza Abramu akati: “Chii ichi chawakandiitira? Wakaregererei kundiudza kuti mudzimai wako? 19 Nei wakati ihanzvadzi yako?+ Ndanga ndava kutoda kumutora kuti ave mudzimai wangu. Mudzimai wako uyu. Chimutora uende!” 20 Saka Farao akaudza varume vake kuti varege Abramu achienda nemudzimai wake nezvese zvaaiva nazvo.+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe