Pisarema 27:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 27 Jehovha ndiye chiedza changu+ neruponeso rwangu. Ndingatya aniko?+ Jehovha ndiye nhare yeupenyu hwangu.+ Ndingadedereswa naaniko? Isaya 41:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 Usatya, nekuti ndinewe.+ Usanetseka, nekuti ndiri Mwari wako.+ Ndichakusimbisa, chokwadi ndichakubatsira,+Chokwadi ndicharamba ndakakubata neruoko rwangu rwerudyi rwekururama.’ VaRoma 8:31 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 31 Saka totii nazvo? Kana Mwari ari kurutivi rwedu, ndiani angamirisana nesu?+ VaHebheru 13:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Kuti tive vakanyatsoshinga tichiti: “Jehovha* ndiye mubatsiri wangu; handizotyi. Munhu angandiitei?”+
27 Jehovha ndiye chiedza changu+ neruponeso rwangu. Ndingatya aniko?+ Jehovha ndiye nhare yeupenyu hwangu.+ Ndingadedereswa naaniko?
10 Usatya, nekuti ndinewe.+ Usanetseka, nekuti ndiri Mwari wako.+ Ndichakusimbisa, chokwadi ndichakubatsira,+Chokwadi ndicharamba ndakakubata neruoko rwangu rwerudyi rwekururama.’
6 Kuti tive vakanyatsoshinga tichiti: “Jehovha* ndiye mubatsiri wangu; handizotyi. Munhu angandiitei?”+