Eksodho 3:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 Ndichaburuka kunovanunura pamaoko evaIjipiti+ uye kunovabudisa munyika iyoyo, ndovaendesa kunyika yakanaka uye yakakura, nyika inoyerera uchi nemukaka,+ kunharaunda yevaKenani, vaHiti, vaAmori, vaPerizi, vaHivhi, nevaJebhusi.+
8 Ndichaburuka kunovanunura pamaoko evaIjipiti+ uye kunovabudisa munyika iyoyo, ndovaendesa kunyika yakanaka uye yakakura, nyika inoyerera uchi nemukaka,+ kunharaunda yevaKenani, vaHiti, vaAmori, vaPerizi, vaHivhi, nevaJebhusi.+