RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Genesisi 11:5
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 5 Jehovha akabva aburuka kuti aone guta racho neshongwe yacho zvakanga zvavakwa nevanakomana vevanhu.

  • Eksodho 3:7, 8
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 7 Jehovha akatizve: “Ndaona zvechokwadi kuti vanhu vangu vari kutambudzika muIjipiti, uye ndanzwa kuchema kwavo nemhaka yevaya vanovamanikidza kushanda; ndinonyatsoziva kurwadziwa kwavo.+ 8 Ndichaburuka kunovanunura pamaoko evaIjipiti+ uye kunovabudisa munyika iyoyo, ndovaendesa kunyika yakanaka uye yakakura, nyika inoyerera uchi nemukaka,+ kunharaunda yevaKenani, vaHiti, vaAmori, vaPerizi, vaHivhi, nevaJebhusi.+

  • Pisarema 14:2
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    •  2 Asi Jehovha anotarisa vanakomana vevanhu ari kudenga

      Kuti aone kana paine munhu ane njere, kana paine munhu ari kutsvaga Jehovha.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe