Genesisi 17:19 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 19 Mwari akabva ati: “Chokwadi Sara mudzimai wako achakuberekera mwanakomana, uye umutumidze kuti Isaka.*+ Ndichaita kuti sungano yangu naye nevana* vake vachamutevera ive sungano isingagumi.+ Joshua 24:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 “‘Nekufamba kwenguva, ndakatora tateguru wenyu Abrahamu+ mhiri kweRwizi,* ndikamufambisa munyika yese yeKenani, ndikaita kuti vana* vake vawande.+ Ndakamupa Isaka;+ VaRoma 9:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Uye hazvirevi kuti vese vana nekuti vakabva kuna Abrahamu;*+ asi, “Uya achanzi mwana wako* achauya nekuna Isaka.”+
19 Mwari akabva ati: “Chokwadi Sara mudzimai wako achakuberekera mwanakomana, uye umutumidze kuti Isaka.*+ Ndichaita kuti sungano yangu naye nevana* vake vachamutevera ive sungano isingagumi.+
3 “‘Nekufamba kwenguva, ndakatora tateguru wenyu Abrahamu+ mhiri kweRwizi,* ndikamufambisa munyika yese yeKenani, ndikaita kuti vana* vake vawande.+ Ndakamupa Isaka;+
7 Uye hazvirevi kuti vese vana nekuti vakabva kuna Abrahamu;*+ asi, “Uya achanzi mwana wako* achauya nekuna Isaka.”+