Genesisi 12:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 Jehovha akati kuna Abramu: “Buda munyika yako usiye hama dzako nemba yababa vako, uende kunyika yandichakuratidza.+ Nehemiya 9:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Ndimi Jehovha Mwari wechokwadi, makasarudza Abramu,+ mukamubudisa muUri+ yevaKadheya, mukamupa zita rekuti Abrahamu.+ Mabasa 7:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Stefani akapindura kuti: “Varume, hama, navanababa, teererai. Mwari wekubwinya akazviratidza kuna tateguru wedu Abrahamu paakanga ari kuMesopotamiya, asati ava kugara kuHarani,+
12 Jehovha akati kuna Abramu: “Buda munyika yako usiye hama dzako nemba yababa vako, uende kunyika yandichakuratidza.+
7 Ndimi Jehovha Mwari wechokwadi, makasarudza Abramu,+ mukamubudisa muUri+ yevaKadheya, mukamupa zita rekuti Abrahamu.+
2 Stefani akapindura kuti: “Varume, hama, navanababa, teererai. Mwari wekubwinya akazviratidza kuna tateguru wedu Abrahamu paakanga ari kuMesopotamiya, asati ava kugara kuHarani,+