Joshua 14:15 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 15 Hebroni yaimbonzi Kiriyati-abha+ (Abha aiva munhu mukuru pakati pevaAnaki). Uye nyika yakazorora pahondo.+
15 Hebroni yaimbonzi Kiriyati-abha+ (Abha aiva munhu mukuru pakati pevaAnaki). Uye nyika yakazorora pahondo.+