Revhitiko 26:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Ndichaisa rugare munyika yacho,+ uye mucharara pasi pasina munhu anokutyisai;+ uye ndichabvisa zvikara zvinorura munyika yacho, uye bakatwa rehondo harizopfuuri nemunyika yenyu. Joshua 11:23 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 23 Saka Joshua akatora nyika yacho yese, sezvakanga zvavimbiswa Mozisi naJehovha,+ uye akabva aipa vaIsraeri kuti ive nhaka yavo maererano nemigove yavo yaifanira kugovaniswa pakati pemadzinza avo.+ Uye nyika yakazorora pahondo.+
6 Ndichaisa rugare munyika yacho,+ uye mucharara pasi pasina munhu anokutyisai;+ uye ndichabvisa zvikara zvinorura munyika yacho, uye bakatwa rehondo harizopfuuri nemunyika yenyu.
23 Saka Joshua akatora nyika yacho yese, sezvakanga zvavimbiswa Mozisi naJehovha,+ uye akabva aipa vaIsraeri kuti ive nhaka yavo maererano nemigove yavo yaifanira kugovaniswa pakati pemadzinza avo.+ Uye nyika yakazorora pahondo.+