Genesisi 24:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 Asi unofanira kuenda kunyika yangu nekuhama dzangu,+ wonotsvagira mwanakomana wangu Isaka, mudzimai.”
4 Asi unofanira kuenda kunyika yangu nekuhama dzangu,+ wonotsvagira mwanakomana wangu Isaka, mudzimai.”