-
Genesisi 24:18Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
18 Iye akabva ati: “Inwai henyu ishe wangu.” Akabva akurumidza kudzikisa chirongo chaiva papfudzi rake, akamubatira achinwa.