Genesisi 27:32 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 32 Baba vake Isaka vakabva vati kwaari: “Ndiwe ani?” Iye akati: “Ndini mwanakomana wenyu, dangwe renyu, Isau.”+ Genesisi 36:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 Iyi ndiyo nhoroondo yaIsau baba vaEdhomu vaigara munyika ine makomo yeSeiri.+ Maraki 1:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 ndikavenga Isau;+ uye ndakaita kuti makomo ake asare asina chinhu,+ ndikaita kuti nhaka yake isare ichigarwa nehunguhwe* dzemurenje.”+
32 Baba vake Isaka vakabva vati kwaari: “Ndiwe ani?” Iye akati: “Ndini mwanakomana wenyu, dangwe renyu, Isau.”+
3 ndikavenga Isau;+ uye ndakaita kuti makomo ake asare asina chinhu,+ ndikaita kuti nhaka yake isare ichigarwa nehunguhwe* dzemurenje.”+