-
Genesisi 12:11-13Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
11 Paakanga ava kupinda muIjipiti, akati kuna Sarai mudzimai wake: “Teerera unzwe! Ndinoziva kuti uri mukadzi ane runako.+ 12 Saka vaIjipiti pavachakuona, havamboregi kuti, ‘Uyu ndiye mudzimai wake.’ Vachabva vandiuraya, vosiya iwe uri mupenyu. 13 Ndinokumbirawo kuti utaure kuti uri hanzvadzi yangu, kuti ndiitirwe zvakanaka, uye kuti ndirege kuurayiwa.”*+
-