Genesisi 26:34, 35 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 34 Isau paakanga ava nemakore 40, akatora Judhiti mwanasikana waBheeri muHiti kuti ave mudzimai wake, akatorawo Bhasemati mwanasikana waEroni muHiti.+ 35 Vairwadzisa Isaka naRibheka zvikuru.+ Genesisi 28:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 Isau akabva aziva kuti vanasikana veKenani vakanga vasingafadzi Isaka baba vake,+
34 Isau paakanga ava nemakore 40, akatora Judhiti mwanasikana waBheeri muHiti kuti ave mudzimai wake, akatorawo Bhasemati mwanasikana waEroni muHiti.+ 35 Vairwadzisa Isaka naRibheka zvikuru.+