Genesisi 35:22 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 22 Israeri paakanga achigara munyika iyoyo, mumwe musi Rubheni akanorara naBhiriha, murongo* wababa vake, uye Israeri akazvinzwa.+ Jakobho aiva nevanakomana 12.
22 Israeri paakanga achigara munyika iyoyo, mumwe musi Rubheni akanorara naBhiriha, murongo* wababa vake, uye Israeri akazvinzwa.+ Jakobho aiva nevanakomana 12.