-
Genesisi 35:26Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
26 Uye vanakomana vaakabereka naZiripa, muranda waReya, vaiva Gadhi naAsheri. Ava ndivo vanakomana vaJakobho vakaberekerwa muPadhani-aramu.
-