42 Asi akanga asingaisi tumiti twacho pamberi pezvisina kusimba. Saka Rabhani aingowana zvisina kusimba, Jakobho achiwana zvakasimba.+
43 Uye pfuma yemurume wacho yakaramba ichingowedzera, akava nezvipfuwo zvakawanda nevarandarume nevarandakadzi vakawanda nengamera nemadhongi.+