RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Genesisi 48:7
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 7 Kana ndiri ini, pandakanga ndichibva kuPadhani, Rakeri akafa+ ndiinaye munyika yeKenani, ndichiri kure neEfrati.+ Saka ndakamuviga ikoko panzira inoenda kuEfrati, kureva Bhetrehema.”+

  • Mika 5:2
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    •  2 Uye iwe Bhetrehema Efrata,+

      Iwe mudiki chaizvo zvekuti haukodzeri kuva pakati pezviuru zvaJudha,*

      Kwauri kuchabva munhu achava mutongi muIsraeri+ achindimiririra;

      Mavambo ake ndeekare kare, ndewemazuva ekare kare.

  • Mateu 2:6
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 6 ‘Uye iwe, Bhetrehema iri munyika yeJudha, haufaniri kuonekwa seguta risingakoshi pane vamwe vatungamiriri veJudha, nekuti mauri muchabuda mutungamiriri, achafudza vanhu vangu vaIsraeri.’”+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe