RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Genesisi 40:15
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 15 Chiripo ndechekuti ndakaita zvekubiwa kunyika yevaHebheru,+ uye kuno kwandiri handina mhosva yandakapara yekuti vandiise mujeri.”*+

  • Genesisi 45:4
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 4 Saka Josefa akati kuvana vababa vake: “Swederai henyu pedyo neni.” Ivo vakabva vaswedera pedyo naye.

      Akabva ati: “Ndini Josefa mwana wababa venyu, wamakatengesera kuIjipiti.+

  • Pisarema 105:17
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 17 Akafanotuma mumwe murume mberi kwavo,

      Josefa, uyo akatengeswa kuti ave nhapwa.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe