-
Genesisi 9:5, 6Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
5 Uyewo, ndichabvunza nezveropa reupenyu hwenyu* kana radeurwa. Ndichabvunza nezvaro kuzvisikwa zvese zvipenyu; uye ndichabvunza munhu mumwe nemumwe kana apfuudza upenyu hwehama yake.+ 6 Ani naani anodeura ropa remunhu, ropa rake richadeurwawo nemunhu,+ nekuti Mwari akaita munhu nemufananidzo wake.+
-