Genesisi 29:34 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 34 Uye akavazve nepamuviri akabereka mwanakomana, akabva ati: “Iye zvino murume wangu achava pedyo neni, nekuti ndamuberekera vanakomana vatatu.” Saka akatumidzwa kuti Revhi.*+
34 Uye akavazve nepamuviri akabereka mwanakomana, akabva ati: “Iye zvino murume wangu achava pedyo neni, nekuti ndamuberekera vanakomana vatatu.” Saka akatumidzwa kuti Revhi.*+