RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Genesisi 41:8
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 8 Asi pakwakayedza akatanga kunetseka. Saka akaita kuti vapristi vese veIjipiti vaiita zvemashiripiti nevarume vayo vese vakachenjera vadanwe. Farao akarondedzera hope dzake kwavari, asi hapana akagona kudzidudzira.

  • 2 Timoti 3:8
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 8 Vanhu ava vanoshora chokwadi sezvakaitwa naJanesi naJambresi vaipikisa Mozisi. Varume vakadaro vane pfungwa dzakakanganisika zvachose, uye havafarirwi naMwari nekuti havaiti zvinoenderana nekutenda.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe