RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 2 Timoti 3
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku ra2 Timoti

      • Nguva dzakaoma mumazuva ekupedzisira (1-7)

      • Nyatsotevedzera muenzaniso waPauro (8-13)

      • “Ramba uchiita zvinhu zvawakadzidza” (14-17)

        • “Magwaro ese akafemerwa naMwari” (16)

2 Timoti 3:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mt 24:3; 1Ti 4:1; 2Pe 3:3; Jud 17, 18

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Bhuku, chidzidzo 32

    Mukai!,

    nha. 1 2020 p. 15

    3/8/1992, p. 23

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    1/2018, pp. 22-23

    Nharireyomurindi,

    1/15/2014, p. 30

    6/1/2006, p. 12

    12/1/1997, pp. 4-5

    4/15/1994, pp. 8-9, 10-11

    12/1/1989, p. 12

2 Timoti 3:2

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    1/2018, pp. 22-25, 28-29

    Nharireyomurindi,

    9/15/2006, p. 5

    4/15/1994, pp. 11-12, 13-17

    6/15/1989, pp. 10-11

    3/1/1988, p. 22

    Mukai!,

    4/8/2000, p. 10

    8/8/1997, p. 6

    12/8/1992, p. 11

    3/8/1992, p. 23

    Zivo, pp. 103-104

2 Timoti 3:3

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kureva, kutaura mashoko ekusvibisa mazita evamwe.

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    1/2018, pp. 29, 30-31

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    9/2017, p. 3

    Awake!,

    1/2008, p. 9

    4/8/2000, p. 9

    8/8/1997, pp. 6-7

    3/8/1992, p. 23

    Nharireyomurindi,

    5/1/2011, p. 7

    7/15/2009, p. 13

    9/15/2006, pp. 5-6

    7/15/2006, pp. 27-28

    4/1/2006, p. 8

    4/15/1994, pp. 15-18

    11/15/1990, p. 11

    Zivo, p. 104

2 Timoti 3:4

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    1/2018, pp. 22-23, 28, 30-31

    Nharireyomurindi,

    9/15/2006, p. 6

    4/15/1994, pp. 17-18

    2/15/1988, p. 20

    Mukai!,

    4/8/2000, p. 10

    3/8/1992, p. 23

2 Timoti 3:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mt 7:15, 22, 23

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    1/2018, p. 31

    Nharireyomurindi,

    9/15/2006, p. 6

    9/15/1997, p. 6

    4/15/1994, p. 18

    Zivo, p. 105

2 Timoti 3:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 7:11, 12; 9:11

2 Timoti 3:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1VaK 4:17; 2Ti 1:13

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    4/2018, p. 14

    Nharireyomurindi,

    2/15/2013, pp. 28-29

2 Timoti 3:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mab 13:50
  • +Mab 14:1, 5, 6
  • +Mab 14:19
  • +2VaK 1:10

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    2/15/2013, pp. 28-29

2 Timoti 3:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mt 16:24; Joh 15:20; Mab 14:22

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Bhuku, chidzidzo 59

    Nharireyomurindi,

    8/15/2007, p. 14

2 Timoti 3:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2VaT 2:11; 1Ti 4:1

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Bhuku, chidzidzo 50

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    4/2017, p. 10

    Ushumiri hwoUmambo,

    2/1994, p. 7

2 Timoti 3:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Ti 1:13

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    7/2020, p. 10

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    12/2017, pp. 19-20

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    3/2016, p. 9

    Nharireyomurindi,

    4/15/2013, p. 12

    5/1/2007, pp. 24-26

    7/1/2006, pp. 27-28

    11/15/2000, pp. 17-18

    5/15/1998, pp. 8, 21

    3/15/1998, pp. 14-15

    11/15/1992, pp. 19-20

    5/1/1988, p. 6

2 Timoti 3:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 22:6
  • +Mab 16:1, 2
  • +Joh 5:39

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    7/2020, p. 10

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    12/2017, pp. 19, 20-22

    Nharireyomurindi,

    8/15/2013, p. 16

    5/1/2007, pp. 24-25, 26-27

    7/1/2006, pp. 27-28

    4/1/2006, p. 9

    11/15/2000, pp. 17-18

    5/15/1998, p. 8

    4/15/1998, p. 32

    3/15/1998, pp. 14-15

    12/1/1996, pp. 11-12

    7/15/1996, p. 31

    5/15/1994, pp. 11-12

    8/1/1988, pp. 12-13

    5/1/1988, p. 6

    Chakavanzika Chomufarwa, p. 53

    Mukai!,

    10/8/1992, pp. 23-24

    1/8/1988, p. 21

    “Rugwaro Rwose,” p. 239

2 Timoti 3:16

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “pakugadziridza zvinhu.”

  • *

    Kana kuti “pakuranga.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Joh 14:26; 2Pe 1:21
  • +VaR 15:4
  • +1VaK 10:11

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Bhuku, chidzidzo 1

    Mukai!,

    nha. 1 2021 p. 15

    4/2010, pp. 26-27

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    5/2016, p. 24

    Swedera Pedyo naJehovha, p. 182

    Nharireyomurindi,

    4/15/2013, pp. 12-16

    3/1/2010, pp. 3-4

    8/1/2009, p. 13

    6/1/2008, p. 20

    5/1/2006, pp. 24-25

    1/1/2003, p. 30

    3/1/2002, pp. 11-12

    6/15/1997, p. 3

    9/1/1988, p. 11

    Zuva raJehovha, p. 6

    Bhuku reChikoro, p. 15

    “Rugwaro Rwose,” pp. 7, 9, 238-239

    Mwari Anoitira Hanya, pp. 4-5

2 Timoti 3:17

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    6/1/2008, p. 20

    5/1/2006, pp. 24-25

    1/1/2000, pp. 12-13

    3/15/1994, p. 12

    9/1/1988, p. 11

    “Rugwaro Rwose,” pp. 7, 238-239

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

2 Tim. 3:1Mt 24:3; 1Ti 4:1; 2Pe 3:3; Jud 17, 18
2 Tim. 3:5Mt 7:15, 22, 23
2 Tim. 3:9Eks 7:11, 12; 9:11
2 Tim. 3:101VaK 4:17; 2Ti 1:13
2 Tim. 3:11Mab 13:50
2 Tim. 3:11Mab 14:1, 5, 6
2 Tim. 3:11Mab 14:19
2 Tim. 3:112VaK 1:10
2 Tim. 3:12Mt 16:24; Joh 15:20; Mab 14:22
2 Tim. 3:132VaT 2:11; 1Ti 4:1
2 Tim. 3:142Ti 1:13
2 Tim. 3:15Zvi 22:6
2 Tim. 3:15Mab 16:1, 2
2 Tim. 3:15Joh 5:39
2 Tim. 3:16Joh 14:26; 2Pe 1:21
2 Tim. 3:16VaR 15:4
2 Tim. 3:161VaK 10:11
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
2 Timoti 3:1-17

Tsamba Yechipiri Kuna Timoti

3 Asi ziva kuti mumazuva ekupedzisira,+ nguva dzakaoma, dzinonetsa kurarama madziri dzichasvika. 2 Nekuti vanhu vachava vanozvida, vanoda mari, vanozvirumbidza, vanozvikudza, vanomhura, vasingateereri vabereki, vasingaongi, vasina kuvimbika, 3 vasina rudo runongobva rwega mumwoyo, vasingatombodi kubvumirana, vanotaura zvenhema nezvevamwe,* vasingazvidzori, vanotyisa, vasingadi zvakanaka, 4 vatengesi, vakaoma musoro, vanozvitutumadza, vanoda mafaro panzvimbo pekuda Mwari, 5 vanoita sekunge vanonamata Mwari asi vasingaiti zvinoenderana nekunamata kwacho;+ usiyane naivava. 6 Pakati paivava panobva varume vanoverevedza vachipinda mudzimba, vokwezva vakadzi vasina simba, vakaremerwa nezvivi, vanokurirwa nekuchiva zvinhu zvakasiyana-siyana, 7 vanogara vachidzidza, asi vasingambosviki pakuva neruzivo rwakarurama pamusoro pechokwadi.

8 Vanhu ava vanoshora chokwadi sezvakaitwa naJanesi naJambresi vaipikisa Mozisi. Varume vakadaro vane pfungwa dzakakanganisika zvachose, uye havafarirwi naMwari nekuti havaiti zvinoenderana nekutenda. 9 Kunyange zvakadaro, havana kwavanosvika, nekuti kupusa kwavo kuchava pachena kuvanhu vese, sezvakangoita kwevarume vaviri ivavo.+ 10 Asi iwe wakanyatsotevera kudzidzisa kwangu, mararamiro angu,+ chinangwa changu, kutenda kwangu, mwoyo murefu wangu, rudo rwangu, kutsungirira kwangu, 11 kutambudzwa kwandakaitwa uye nhamo yandakaona kuAndiyoki,+ kuIkoniyumu,+ nekuRistra.+ Ndakatsungirira matambudziko aya, uye Ishe akandinunura maari ese.+ 12 Ndingatoti, vese vanoda kurarama vachizvipira kuna Mwari muna Kristu Jesu vachatambudzwawo.+ 13 Asi vanhu vakaipa nevanyengeri vachabva pakuipa vachienda pakuipisisa, vachitsausa vamwe uye ivo vachitsauswawo.+

14 Asi iwe ramba uchiita zvinhu zvawakadzidza uye zvawakabatsirwa kuti utende,+ uchiziva kuti wakazvidzidza kunaani 15 uye kuti kubvira paucheche+ wakaziva zvinyorwa zvitsvene,+ zvinokwanisa kukubatsira kuti uve akachenjera kuti uwane ruponeso nekutenda muna Kristu Jesu.+ 16 Magwaro ese akafemerwa naMwari+ uye anobatsira pakudzidzisa,+ pakutsiura, pakururamisa zvinhu,* pakurayira* zvakarurama,+ 17 kuti munhu waMwari ave nyanzvi, aine zvese zvaanoda pakuita mabasa ese akanaka.

Mabhuku eChiShona (1973-2022)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2023 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe