Eksodho 4:21 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 21 Jehovha akabva ati kuna Mozisi: “Kana wadzokera kuIjipiti, uone kuti waita zvishamiso zvese zvandakakupa simba rekuita pamberi paFarao.+ Asi ini ndichamurega achiomesa mwoyo,+ uye haazoregi vanhu vachienda.+ Eksodho 7:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Asi ini, ndicharega mwoyo waFarao uchioma,+ uye ndichaita kuti zviratidzo nezvishamiso zvangu zviwande munyika yeIjipiti.+
21 Jehovha akabva ati kuna Mozisi: “Kana wadzokera kuIjipiti, uone kuti waita zvishamiso zvese zvandakakupa simba rekuita pamberi paFarao.+ Asi ini ndichamurega achiomesa mwoyo,+ uye haazoregi vanhu vachienda.+
3 Asi ini, ndicharega mwoyo waFarao uchioma,+ uye ndichaita kuti zviratidzo nezvishamiso zvangu zviwande munyika yeIjipiti.+