-
Eksodho 10:25, 26Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
25 Asi Mozisi akati: “Imi muchatipawo zvekunobayira* nemipiro inopiswa, uye tichanozvipa kuna Jehovha Mwari wedu.+ 26 Tichaendawo nezvipfuwo zvedu. Hapana kana chipfuwo chichabvumirwa kusara, nekuti tichashandisa zvimwe zvacho pakunamata Jehovha Mwari wedu, uye tichatozoziva zvatichapa Jehovha pakumunamata kana tasvika ikoko.”
-