15 Muchachengeta Mutambo Wechingwa Chisina Mbiriso.+ Muchadya chingwa chisina mbiriso kwemazuva manomwe, sezvandakakurayirai, kana nguva yacho yasvika mumwedzi waAbhibhi,+ nekuti ndipo pamakabuda muIjipiti. Hapana anofanira kuuya pamberi pangu achingova maoko chete.+