Eksodho 3:16 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 16 Chienda unounganidza vakuru vaIsraeri, uti kwavari, ‘Jehovha Mwari wemadzitateguru enyu azviratidza kwandiri, Mwari waAbrahamu, Isaka, naJakobho, uye ati: “Ndanyatsoona zviri kuitika kwamuri+ uye zvamuri kuitirwa muIjipiti. Numeri 11:16 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 16 Jehovha akapindura Mozisi achiti: “Ndiunganidzire varume 70 pavakuru vaIsraeri, varume vaunoziva kuti vakuru uye vatungamiriri vevanhu,+ uende navo kutende rekusanganira, woita kuti vamire ipapo newe.
16 Chienda unounganidza vakuru vaIsraeri, uti kwavari, ‘Jehovha Mwari wemadzitateguru enyu azviratidza kwandiri, Mwari waAbrahamu, Isaka, naJakobho, uye ati: “Ndanyatsoona zviri kuitika kwamuri+ uye zvamuri kuitirwa muIjipiti.
16 Jehovha akapindura Mozisi achiti: “Ndiunganidzire varume 70 pavakuru vaIsraeri, varume vaunoziva kuti vakuru uye vatungamiriri vevanhu,+ uende navo kutende rekusanganira, woita kuti vamire ipapo newe.