Eksodho 4:5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 Mwari akabva ati: “Izvi zvichaita kuti vatende kuti Jehovha Mwari wemadzitateguru avo, Mwari waAbrahamu, Mwari waIsaka, naMwari waJakobho,+ akazviratidza kwauri.”+ Eksodho 6:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Uye ndichakutorai kuti muve vanhu vangu, ndova Mwari wenyu,+ uye muchaziva kuti ndini Jehovha Mwari wenyu ari kukubvisai pamabasa anorema evaIjipiti.
5 Mwari akabva ati: “Izvi zvichaita kuti vatende kuti Jehovha Mwari wemadzitateguru avo, Mwari waAbrahamu, Mwari waIsaka, naMwari waJakobho,+ akazviratidza kwauri.”+
7 Uye ndichakutorai kuti muve vanhu vangu, ndova Mwari wenyu,+ uye muchaziva kuti ndini Jehovha Mwari wenyu ari kukubvisai pamabasa anorema evaIjipiti.