Dheuteronomi 4:11 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 “Saka makauya pedyo, mukamira mujinga megomo, uye gomo racho rakanga richibvira moto kusvika kudenga chaiko;* kwakava nerima, gore, uye kwakasviba kuti ndo-o.+ 1 Madzimambo 8:12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 Panguva iyoyo Soromoni akati: “Jehovha akati aizogara murima guru.+ Pisarema 97:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Makore nerima gobvu zvakamupoteredza;+Kururama nekutonga zvakarurama ndizvo nheyo dzechigaro chake cheumambo.+
11 “Saka makauya pedyo, mukamira mujinga megomo, uye gomo racho rakanga richibvira moto kusvika kudenga chaiko;* kwakava nerima, gore, uye kwakasviba kuti ndo-o.+
2 Makore nerima gobvu zvakamupoteredza;+Kururama nekutonga zvakarurama ndizvo nheyo dzechigaro chake cheumambo.+