RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Dheuteronomi 12:5, 6
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 5 Panzvimbo pekudaro, tsvagai Jehovha Mwari wenyu chero kwaanenge asarudza kuisa zita rake uye nzvimbo yake yaanenge achigara pakati pemadzinza enyu ese, moenda ikoko.+ 6 Ndiko kwamuchaunza mipiro yenyu inopiswa,+ zvibayiro zvenyu, zvegumi zvenyu,+ zvipo zvinobva mumaoko enyu,+ mipiro yemhiko, mipiro yenyu yekungopa muchizvidira,+ uye zvinotanga kuberekwa pamombe dzenyu nemakwai enyu.+

  • 2 Makoronike 6:6
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 6 Asi ndakasarudza Jerusarema+ kuti zita rangu rirambe riri ipapo, uye ndakasarudza Dhavhidhi kuti atungamirire vanhu vangu vaIsraeri.’+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe